Luke 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋose ʋakaenda kundonyorwa, mumŋe nomumŋe kuguta rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye mumwe nomumwe akaenda kuguta rake kuti andonyoresa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vakaenda kundonyorwa mumwe nomumwe kuguta rokwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vose vakaenda kundonyorwa, mumwe nomumwe kuguta rake.
Shona 2009?
Vose vakaenda kundonyorwa, mumwe nomumwe kuguta rake.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vose vakaenda kundonyorwa, mumwe nomumwe kuguta rake.