Luke 2:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋapedza ɀose ɀomurairo waShe, ʋakadzokera Garirea, kuguta raʋo Nazareta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa naMaria vakati vaita zvose zvaidikanwa noMurayiro waShe, vakadzokera kuGarirea kuguta ravo reNazareta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kuzoti vapedza kuita zvose zvaidiwa noMutemo waTenzi vakadzokera Garirea kuguta ravo reNazareti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vapedza zvose zvomurayiro waIshe, vakadzokera Gariria, kuguta ravo Nazareta.
Shona 2009?
Zvino vakati vapedza zvinhu zvose zvomurairo waShe, vakadzokera Gariri, kuguta ravo Nazareta.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vapedza zvose zvomurairo waIshe, vakadzokera Gareriya, kuguta ravo Nazareta.