Luke 2:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀaʋaiti ɀimŋe uri kunaʋamŋe ʋakaŋga ʋari panzira naʋo, ʋakafamba zuʋa rimŋe, ʋakazomutȿaka kuhama dzaʋo nokuʋazikani ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakafamba kwezuva rose vachifunga kuti akanga ari pakati pavo. Ipapo vakatanga kumutsvaka pakati pehama neshamwari dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakafamba rwendo rwomuswere wezuva vachifunga kuti ari mukati mavamwe vavaifamba navo. Vakazomutsvaga mukati mehama neshamwari dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvavaiti zvimwe ari kuna vamwe vakanga vari panzira navo, vakafamba zuva rimwe, vakazomutsvaka kuhama dzavo nokushamwari dzavo.
Shona 2009?
asi vaifunga kuti uri munavamwe vavakanga vachifamba navo, vakafamba mufambo wezuva rimwe, vakazomutsvaka pakati pehama nokuvazikani.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvavaiti zvimwe ari kuna vamwe vakanga vari panzira navo, vakafamba zuva rimwe, vakazomutsvaka kuhama dzavo nokushamwari dzavo.