Luke 2:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa matatu akati apfuʋura, ʋakamuwana ari mutembere, agere pakati paʋadzidzisi aciterera nokuʋabvunza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mamazuva matatu vakamuwana ari mutemberi, akagara pakati pavadzidzisi achivateerera nokuvabvunza mibvunzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezuva rechitatu vakazomuwana ari muTemberi agere pakati pavadzidzisi achiteerera zvavaitaura achivabvunzawo mibvunzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva matatu akati apfuura, vakamuwana ari mutemberi, agere pakati pavadzidzisi achiteerera nokuvabvunza.
Shona 2009?
Zvino zvakaitika kuti kwapera mazuva matatu, vakamuwana mutembere, agere pakati pavadzidzisi achivateerera nokuvabvunza.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva matatu akati apfuura, vakamuwana ari mutemberi, agere pakati pavadzidzisi achiteerera nokuvabvunza.