Luke 2:47 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋakaŋga ʋacimunzwa, ʋakashamiswa nokuziʋa kwake ʋuye nokupindura kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe nomumwe akamunzwa akashamiswa nokunzwisisa kwake uye nemhinduro dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vakamunzwa vakashamiswa nokunzwisisa kwake nemhinduro dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose vakanga vachimunzwa, vakashamiswa nokuziva kwake uye nokupindura kwake.
Shona 2009?
Vose vakanga vachimunzwa, vakashamiswa nokuziva kwake nemhinduro dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Vose vakanga vachimunzwa, vakashamiswa nokuziva kwake uye nokupindura kwake.