Luke 2:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti anyorwe naMaria, wakaŋga anyeŋgwa naye, aʋa nemimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaenda ikoko kundonyoresa naMaria, waakanga atsidzira kuzowanana naye uye akanga ava napamuviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaenda kundonyorwa iye naMaria waakanga achangobva mukuroora, akangawo ava napamuviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti anyorwe naMaria, wakanga arooorwa, ava napamuviri.
Shona 2009?
kuti anyorwe naMaria mukadzi wake wakanga atsidzira kuwanikwa naye, ava nemimba.
Shona SUB 2002 Bible
kuti anyorwe naMaria, wakanga arooorwa, ava napamuviri.