Luke 2:51 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akaɓuruka naʋo, akaȿika Nazareta, akaʋaterera. Mai ʋake ʋakaceŋgeta mashoko iwayo ose mumŋoyo maʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akaburuka navo kuNazareta uye akavateerera. Asi mai vake vakachengeta zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadzika navo akasvika kuNazareti, kwaakagara navo achivateerera. Amai vake vakapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akaburuka navo, akasvika Nazareta, akavateerera. Mai vake vakachengeta mashoko iwayo ose mumwoyo mavo.
Shona 2009?
Ipapo akaburuka navo, akasvika Nazareta, akavateerera. Asi mai vake vakachengeta mashoko iwayo ose mumoyo mavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akaburuka navo, akasvika Nazareta, akavateerera. Mai vake vakachengeta mashoko iwayo ose mumwoyo mavo.