Luke 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋari’po, mazuʋa okuɀara kwake akaȿika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachiri ikoko, nguva yokuzvarwa kwomwana yakasvika,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachiri ikoko, mazuva ake okuti asununguke akakwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati varipo, mazuva okusununguka kwake akasvika;
Shona 2009?
Zvakaitika kuti vachipo, mazuva okuzvara kwake akasvika;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati varipo, mazuva okusununguka kwake akasvika;