Luke 2:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakaŋga kunaʋafudzi munyika iyo, ʋaigara kuʋuragu ʋacirinda mapoka aʋo ʋusiku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kwakanga kuna vafudzi vakanga vachigara kumafuro aiva pedyo naikoko, vachichengeta makwai avo usiku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudunhu iroro makanga muina vafudzi kumafuro vairindira zvipfuwo zvavo usiku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakanga kuna vafudzi munyika iyo, vaigara kuhuragu vachirinda mapoka avo usiku.
Shona 2009?
Zvino kwakanga kunavafudzi munyika iyoyo, vaigara kuvuragu vachirinda mapoka avo vusiku.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakanga kuna vafudzi munyika iyo, vaigara kuhuragu vachirinda mapoka avo usiku.