Luke 2:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutumŋa waShe akamira naʋo, nokubginya kwaShe kukaʋakomba, ʋakatya nokutya kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa waShe akazviratidza kwavari, uye kubwinya kwaJehovha kwakavakomba, uye vakatya kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mutumwa waTenzi akazviratidza kwavari. Kupenya kwaTenzi kukavakomberedza vakabva vabatwa nokutya kukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutumwa waIshe akamira navo, nokubwinya kwaIshe kukavakomba, vakatya nokutya kukuru.
Shona 2009?
Zvino tarira, mutumwa waShe akamira pedo navo, nokubwinya kwaShe kukaratidzwa kwakavakomba, vakatya nokutya kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Mutumwa waIshe akamira navo, nokubwinya kwaIshe kukavakomba, vakatya nokutya kukuru.