Luke 20:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaʋuya, akaparadza ʋarimi iʋaʋa; munda wemizambiriŋga akaupa ʋamŋe. Ɀino ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakati: Haiȿa!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achauya agouraya varimi avo agopa vamwe varimi munda womuzambiringa.” Vanhu vakati vanzwa izvozvo, vakati, “Dai zvakadai zvikasatomboitika!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achauya agoparadza vaya vokushandisa munda vaya achizopa munda wamagirepisi uya kuna vamwe.” Pavakanzwa izvi vakati, “Hazvidi kudaro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achauya, akaparadza varimi ivava; munda wemidzambiringa akaupa vamwe.” Zvino vachinzwa izvozvo, vakati, “Haisva!”
Shona 2009?
Uchavuya, akaparadza varimi ivava, akapa munda womuzambiringa vamwe. Zvino vachinzwa, vakati: Zvisadaro!
Shona SUB 2002 Bible
Achauya, akaparadza varimi ivava; munda wemizambiringa akaupa vamwe.” Zvino vachinzwa izvozvo, vakati, “Haisva!”