Luke 20:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti: Mudzidzisi, Mosesi wakatinyorera kuti kana mukoma womunhu akafa, anomukadzi, asi iye asinaʋana, munuŋuna wake atore mukadzi wake, amutsire mukoma wake ʋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati, “Mudzidzisi, Mozisi akatinyorera kuti kana mukoma womunhu akafa akasiya mukadzi asina vana, murume anofanira kuwana chirikadzi iyo amutsire mukoma wake vana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mudzidzisi, Mosesi akatinyorera kuti, ‘Kana mukoma womunhu akafa iye ane mudzimai asi pasina vana, munun'una wake anofanira kutora mudzimai agoberekera mukoma wake vana.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachiti, “Mudzidzisi, Mosesi akatinyorera kuti, ‘Kana mukoma womunhu akafa, anomukadzi, asi iye asina vana, munun'una wake atore mukadzi wake, amutsire mukoma wake vana.’
Shona 2009?
vachiti: Mudzidzisi, Mozisi wakatinyorera \add kuti\add* kana mukoma womunhu akafa anomukadzi, asi iye akafa asina vana, munun'una wake unofanira kutora mukadzi wake, amutsire mukoma wake rudzi.
Shona SUB 2002 Bible
vachiti, “Mudzidzisi, Mosesi akatinyorera kuti, ‘Kana mukoma womunhu akafa, ano mukadzi, asi iye asina vana, munun'una wake atore mukadzi wake, amutsire mukoma wake vana.’