Luke 20:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi aʋo ʋacanzi naMŋari ʋakafanira kuwana nyika iyo nokumuka kwaʋakafa, haʋawani, ʋuye haʋawaniswi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaya vanoonekwa kuti vakakodzera kurarama munyika iyo nomukumuka kwavakafa, havazowani kana kuwanikwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi avo vanokodzera kusvika mune ramangwana uye pakumuka kwavakafa, havazoroori kana kuroorwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi avo vachanzi naMwari vakafanira kuwana nyika iyo nokumuka kwavakafa, havawani, uye havawaniswi.
Shona 2009?
asi avo vachanzi vakafanira kuwana nyika iyo nokumuka kwavakafa, havawani, kana kuwaniswa.
Shona SUB 2002 Bible
asi avo vachanzi naMwari vakafanira kuwana nyika iyo nokumuka kwavakafa, havawani, uye havawaniswi.