Luke 20:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rubapatidzo rwaJohane rwakabva kuɗeŋga kana kuʋanhu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
‘Rubhabhatidzo rwaJohani rwakabva kudenga here kana kuti kuvanhu?’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nditaurirei, ruombeko rwaJohani rwaibva kudenga here kana kuvanhu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rubhabhatidzo rwaJohani rwakabva kudenga kana kuvanhu here?”
Shona 2009?
Rubhabhatidzo rwaJohwani rwakabva kudenga kana kuvanhu?
Shona SUB 2002 Bible
Rubhabhatidzo rwaJohani rwakabva kudenga kana kuvanhu here?”