Luke 20:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Davidi wakareʋa amene mubuku yaMapisarema, aciti: Ishe wakati kunaShe waŋgu: Gara kurudyi rwaŋgu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi pachake anotaura mubhuku raMapisarema achiti: “ ‘Ishe akati kuna She wangu: Gara kuruoko rwangu rworudyi
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga iye Dhavhidhi pachake mubhuku renziyo anoti, “ ‘Tenzi akati kuna Tenzi wangu, Gara kurudyi rwangu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Dhavhidhi akareva amene mubhuku yaMapisarema, achiti, ‘Ishe akati kuna Ishe wangu: Gara kurudyi rwangu,
Shona 2009?
Nokuti Dhavhidhi pachake wakareva mubhuku yaMapisarema \add achiti\add*: Ishe wakati kuna She wangu: Gara kuruoko rwangu rworudyi,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Dhavhidhi akareva amene muBhuku yaMapisarema, achiti, ‘Ishe akati kuna Ishe wangu: Gara kurudyi rwangu,