Luke 20:47 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanoparadza dzimba dzecirikadzi, ʋaciita mano‐mano eminyeŋgetero mirefu; iʋaʋo ʋacatoŋgerwa ɀakaipa ɀinopfuʋurisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanoparadza dzimba dzechirikadzi uye kuti vaonekwe, vanoita minyengetero mirefu, Vanhu vakadai vacharangwa zvakaomarara kwazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanodya twemba dzechirikadzi; uye vanoita minamato mirefu yokungobata zvavo vanhu kumeso. Vachatemerwa chirango chakaremesa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanoparadza dzimba dzechirikadzi, vachiita manomano eminyengetero mirefu; ivavo vachatongerwa zvakaipa zvinopfuurisa.”
Shona 2009?
vanoparadza dzimba dzechirikadzi, vanonyengera nokuita minyengetero mirefu; ivavo vachatongerwa kurashwa kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
vanoparadza dzimba dzechirikadzi, vachiita mano–mano eminyengetero mirefu; ivavo vachatongerwa zvakaipa zvinopfuurisa.”