Luke 21:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiratidzo ɀicaʋa’po pazuʋa napamŋedzi, napanyeredzi; napanyika ʋurombo bgaʋanhu, ʋacikaŋganiswa nokutinhira kweguŋgwa namafuŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kuchava nezviratidzo pazuva, pamwedzi napanyeredzi. Panyika, ndudzi dzichatambudzika uye dzichakanganiswa nokutinhira uye namasaisai egungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kuchava nezviratidzo kuzuva nokumwedzi nokunyenyedzi. Panyika pachava nokutambura kwamarudzi; vachashaiswa mazano nokutinhira kwegungwa namasaisai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zviratidzo zvichavapo pazuva napamwedzi, napanyeredzi; napanyika hurombo hwavanhu, vachikanganiswa nokutinhira kwegungwa namafungu;
Shona 2009?
Zviratidzo zvichavapo pazuva napamwedzi, napanyeredzi; napanyika kutambudzika kwamarudzi, nokukanganiswa, gungwa namafungu zvichivomba,
Shona SUB 2002 Bible
“Zviratidzo zvichavapo pazuva napamwedzi, napanyenyedzi; napanyika hurombo hwavanhu, vachikanganiswa nokutinhira kwegungwa namafungu;