Luke 21:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanhu ʋacapera nokutya nokutarira ɀinowira nyika; nokuti masimba okuɗeŋga acaɗeŋgenyeka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vachapera simba nokutya, nokutarisira zvichawira nyika, nokuti hondo dzokudenga dzichazungunuswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu zvichavapedza simba nokutya nokufunga zvichavawira panyika nokuti masimba omudenga achazungunutswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanhu vachapera nokutya nokutarira zvinowira nyika; nokuti masimba okudenga achadengenyeka.
Shona 2009?
vanhu vachapera simba nokutya nokutarira zvinhu izvo zvinovuya panyika; nokuti masimba okudenga achazungunuswa.
Shona SUB 2002 Bible
vanhu vachapera nokutya nokutarira zvinowira nyika; nokuti masimba okudenga achadengenyeka.