Luke 21:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋose ʋakaʋuya kwaari mutembere maŋgwanani, kuzomunzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vanhu vose vaiuya patemberi mangwananingwanani kuti vazomunzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwanani vanhu vose vaizouya kwaari muTemberi kuti vamunzwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vose vakauya kwaari mutemberi mangwanani, kuzomunzwa.
Shona 2009?
Vanhu vose vakavuya kwaari mutembere mangwanani-ngwanani kuzomunzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vose vakauya kwaari mutemberi mangwanani, kuzomunzwa.