Luke 21:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakamubvunza, ʋaciti: Mudzidzisi, iɀoɀi ɀicagoʋa riniko? Neciratidzo cicaʋa cipi, kana iɀoɀi ɀoɗo‐kuitwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamubvunza vakati, “Mudzidzisi, zvinhu izvi zvichaitika rinhiko? Uye chiratidzo chichava chipi chokuti izvozvo zvava kuzoitika?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamubvunza kuti, “Nhai mudzidzisi izvi zvichaitika rinhi uye kuti chiratidzo chokuti zvava kuda kuitika chichava chipi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakamubvunza, vachiti, “Mudzidzisi, izvozvi zvichagova riniko? Nechiratidzo chichava chipi, kana izvozvi zvoda kuitwa?”
Shona 2009?
Zvino vakamubvunza, vachiti: Mudzidzisi, kozvinhu izvozvi zvichagova riniko? Nechiratidzo \add chichava\add* chipi, kana izvozvi zvoitwa?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakamubvunza, vachiti, “Mudzidzisi, izvozvi zvichagova rinhiko? Nechiratidzo chichava chipi, kana izvozvi zvoda kuitwa?”