Luke 22:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Ndakaŋga ndiciɗa ɀikuru kudya paseka iyi nemi ndisati ndatambudzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akati kwavari, “Ndanga ndichidisa kwazvo kuti ndidye Pasika iyi nemi ndisati ndatambudzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwavari, “Ndaidisisa kwazvo kudya chirariro ichi nemi ndisati ndatambudzika
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Ndakanga ndichida zvikuru kudya Pasika iyi nemi ndisati ndatambudzika.
Shona 2009?
Akati kwavari: Nechishuvo ndakashuva zvikuru kudya paseka iyi nemwi ndisati ndatambudzika.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Ndakanga ndichida zvikuru kudya Pasika iyi nemi ndisati ndatambudzika.