Luke 22:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoti kwamuri: Handicazoidyi, kuȿikira yaitika muʋushe bgaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinoti kwamuri, handichazoidyizve kusvikira yazadzisika muumambo hwaMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti, ndinokuudzai kuti handichazochidya kusvikira chazadziswa muumambo hwaMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoti kwamuri, handichazoidyi, kusvikira yaitika muushe hwaMwari.”
Shona 2009?
Nokuti ndinoti kwamuri: Handichazoidyizve, kusvikira yazadziswa muushe hwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoti kwamuri, handichazoidyi, kusvikira yaitika muushe hwaMwari.”