Luke 22:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoti kwamuri: Kubva ɀino handicatoŋgonwi ɀe ɀiɓereko ɀomuzambiriŋga, kuȿikira ʋushe bgaMŋari bgaȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinoti kwamuri, handichazonwizve chibereko chomuzambiringa kusvikira umambo hwaMwari hwasvika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndinokuudzai kuti kubvira zvino handizonwazve muchero womugirepisi kusvikira umambo hwaMwari hwasvika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoti kwamuri, kubva zvino handichatongonwizve michero yomudzambiringa, kusvikira ushe hwaMwari hwasvika.”
Shona 2009?
Nokuti ndinoti kwamuri: Handichatongomwizve zvibereko zvomuzambiringa, kusvikira ushe bwaMwari bwasvika.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoti kwamuri, kubva zvino handichatongonwizve michero yomuzambiringa, kusvikira ushe hwaMwari hwasvika.”