Luke 22:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprista ʋakuru naʋanyori ʋakatȿaka kuti ʋaŋgamuʋuraya sei; nokuti ʋakaŋga ʋacitya ʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro vakanga vachitsvaka nzira yavangabata nayo Jesu, nokuti vakanga vachitya vanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakanga vachitsvaka kuti vangamuuraye sei nokuti vaitya vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi vakuru navanyori vakatsvaka kuti vangamuuraya sei; nokuti vakanga vachitya vanhu.
Shona 2009?
Vaprista vakuru navanyori vakatsvaka kuti vangamuvuraya sei; nokuti vakanga vachitya vanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Vapristi vakuru navanyori vakatsvaka kuti vangamuuraya sei; nokuti vakanga vachitya vanhu.