Luke 22:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakataŋga kubvunzana kuti ndianiko kwaʋari uŋgaita cinhu ico.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatanga kubvunzana pakati pavo kuti angava ani pavari angaita chinhu ichi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatanga kubvunzana kuti, “Ndiani wavo akanga achazoita izvozvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakatanga kubvunzana kuti ndianiko kwavari angaita chinhu icho.
Shona 2009?
Ipapo vakatanga kubvunzana pakati pavo kuti ndianiko pavari uchaita chinhu ichi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakatanga kubvunzana kuti ndianiko kwavari angaita chinhu icho.