Luke 22:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nharo dzakamuka pakati paʋo kuti ndiani kwaʋari ucanzi mukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyewo nharo dzakamuka pakati pavo dzokuti ndiani wavo aifungidzirwa kuti angava mukuru wavose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakamuka nharo pakati pavadzidzi dzokuti ndiani anofanira kutorwa somukuru wavo vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nharo dzakamuka pakati pavo kuti ndiani kwavari achanzi mukuru.
Shona 2009?
Zvino nharo dzakamukavo pakati pavo \add kuti\add* ndiani kwavari uchaverengwa somukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nharo dzakamuka pakati pavo kuti ndiani kwavari achanzi mukuru.