Luke 22:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ini ndakakukumbirira iwe, kuti kutenda kwako kurege kupera; iwe kana watendeʋuka, usimbise hama dzako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndakunyengeterera, Simoni, kuti rutendo rwako rurege kupera. Uye paunenge watendeuka, usimbise hama dzako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ndakunamatira kuti chitendero chako chirege kukundika. Kana uchinge wazotendeukazve simbisa hama dzako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi ini ndakakukumbirira iwe, kuti kutenda kwako kurege kupera; iwe kana watendeuka, usimbise hama dzako.”
Shona 2009?
asi ini ndakunyengeterera iwe, kuti kutenda kwako kurege kupera; iwe kana watendevuka, usimbise hama dzako.
Shona SUB 2002 Bible
asi ini ndakakukumbirira iwe, kuti kutenda kwako kurege kupera; iwe kana watendeuka, usimbise hama dzako.”