Luke 22:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Ishe, ndakaɀigadzirira kuenda nemi mutoroŋgo, kunyaŋge kurufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi iye akapindura akati, “Ishe, ndakagadzirira kuenda nemi mutorongo uye kufa nemi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akati, “Tenzi ndakagadzirira kuenda nemi kuJeri kana kurufu chaiko.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Ishe, ndakazvigadzirira kuenda nemi mutorongo, kunyange kurufu.”
Shona 2009?
Asi wakati kwaari: Ishe, ndakazvigadzirira kuenda nemwi mutirongo, kunyange kurufu.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Ishe, ndakazvigadzirira kuenda nemi mutorongo, kunyangwe kurufu.”