Luke 22:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kwaʋari: Musi wandakakutumai, musinecikwama nehomboɗo neshaŋgu, makashaiwa cinhu here? Ʋakati: Hakuna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akabvunza akati, “Pandakakutumai musina chikwama, hombodo kana shangu pane chinhu chamakashayiwa here?” Ivo vakati, “Hapana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwavari, “Pandakakutumai musina chikwama kana tsapo kana shangu, pane chamakashaiwa here?” Vakati, “Hapana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kwavari, “Musi wandakakutumai, musina chikwama nehombodo neshangu, makashayiwa chinhu here?” Vakati, “Hakuna.”
Shona 2009?
Zvino akati kwavari: Pandakakutumai, musinechikwama nehombodo neshangu, makashaiwa chinhu here? Vakati: Hapana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kwavari, “Musi wandakakutumai, musina chikwama nehombodo neshangu, makashayiwa chinhu here?” Vakati, “Hakuna.”