Luke 22:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakati: Ishe, tarirai, heyi minondo miʋiri. Akati kwaʋari: Ɀariŋgana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vakati, “Tarirai, Ishe, heyi minondo miviri.” Akapindura akati, “Zvaringana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati, “Tarisai Tenzi, haano mapakatwa maviri.” Iye akavati, “Zvakwana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakati, “Ishe, tarirai, heyi minondo miviri.” Akati kwavari, “Zvaringana.”
Shona 2009?
Ipapo vakati: Ishe, tarirai, heyi minondo miviri. Akati kwavari: Zvaringana.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakati, “Ishe, tarirai, heyi minondo miviri.” Akati kwavari, “Zvaringana.”