Luke 22:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati aȿika panɀimbo iyo, akati kwaʋari: Nyeŋgeterai kuti murege kupinda pakuidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati asvika panzvimbo iyo, akati kwavari, “Nyengeterai kuti murege kupinda mukuedzwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakasvika panzvimbo iyoyo akati kwavari, “Namatai kuti murege kupinda mukuedzwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati asvika panzvimbo iyo, akati kwavari, “Nyengeterai kuti murege kupinda pakuedzwa.”
Shona 2009?
Wakati asvika panzvimbo, akati kwavari: Nyengeterai kuti murege kupinda pakuidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akati asvika panzvimbo iyo, akati kwavari, “Nyengeterai kuti murege kupinda pakuedzwa.”