Luke 22:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aciti: Ƃaɓa, kana muciɗa, bvisai mukombe uyu kwandiri! Asi kuɗa kwaŋgu kurege kuitwa, asi kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu pandiri; asi ngakurege kuva kuda kwangu, asi kuda kwenyu kuitwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Baba kana muchida henyu bvisai mukombe wenhamo uyu kwandiri asi kusave kuda kwangu asi kuda kwenyu ngakuitwe.” [
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
achiti, “Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu kwandiri! Asi kuda kwangu kurege kuitwa, asi kwenyu.”
Shona 2009?
achiti: Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu kwandiri; Asi zvirokwazvo kusava kuda kwangu, asi kwenyu ngakuitwe.
Shona SUB 2002 Bible
achiti, “Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu kwandiri! Asi kuda kwangu kurege kuitwa, asi kwenyu.”