Luke 22:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa akaʋonekwa naye, wakabva kuɗeŋga, akamusimbisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa akabva kudenga akazviratidza kwaari uye akamusimbisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa akabva kudenga akazviratidza kwaari achimusimbaradza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa akaonekwa naye, akabva kudenga, akamusimbisa.
Shona 2009?
Ipapo kwakavonekwa mutumwa kwaari, wakabva kudenga achimusimbisa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa akaonekwa naye, akabva kudenga, akamusimbisa.