Luke 22:44 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, ari pakutambudzika kukuru, wakanyanya kunyeŋgetera; ziya rake rikaita samaɗonhwe eropa, akaɗonhera pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ari pakutambudzika, akanyengetera zvikuru, uye ziya rake rakanga rakaita samadonhwe eropa anodonhera pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu achirwadziwa zvakanyanya kudaro, akatonyanya kunamata. Dikita rake rakaita samadonhwe makuru eropa achidonhera pasi.]
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, ari pakutambudzika kukuru, akanyanya kunyengetera; ziya rake rikaita samadonhwe eropa, akadonhera pasi.
Shona 2009?
Zvino, ari pakutambudzika kukuru, wakanyanya kunyengetera; ziya rake rikaita samadomwe makuru eropa achidonhera pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, ari pakutambudzika kukuru, akanyanya kunyengetera; ziya rake rikaita samadonhwe eropa, akadonhera pasi.