Luke 22:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akasimuka pakunyeŋgetera, akaenda kuʋadzidzi, akaʋawana ʋaʋata neshuŋgu dzomŋoyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati achisimuka kubva pakunyengetera, akadzokera kuvadzidzi, akasvikovawana vavata, vaneteswa nokusuwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakasimuka paainamata, akauya kuvadzidzi akavawana vakakotsira nemhaka yokusuwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akasimuka pakunyengetera, akaenda kuvadzidzi, akavawana vavata neshungu dzomwoyo.
Shona 2009?
Zvino wakati asimuka pakunyengetera, akaenda kuvadzidzi vake, akavawana vavata neshungu.
Shona SUB 2002 Bible
Akasimuka pakunyengetera, akaenda kuvadzidzi, akavawana vavata neshungu dzomwoyo.