Luke 22:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Maʋatireiko? Mukai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda pakuidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akasvikovabvunza achiti, “Seiko mavata? Mukai munyengetere kuti murege kuwira mukuedzwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwavari, “Sei muchikotsira, mukai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Mavatireiko? Mukai, munyengetere, kuti murege kupinda pakuedzwa.”
Shona 2009?
Akati kwavari: Mavatireiko? Mukai munyengetere, kuti murege kupinda pakuidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Mavatireiko? Mukai, munyengetere, kuti murege kupinda pakuedzwa.”