Luke 22:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaiʋa naye ʋakati ʋaciʋona ɀicaitika, ʋakati: Ishe, totema neminondo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vateveri vaJesu vakati vaona zvakanga zvoda kuitika vakati, “Ishe, tivabaye neminondo yedu here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanga vakamupoteredza pavakaona zvakanga zvavakuda kuitika vakati, “Tenzi totema namapakatwa here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaiva naye vakati vachina zvichaitika, vakati, “Ishe, totema neminondo here?”
Shona 2009?
Zvino vaiva vakamukomba vakati vachivona zvaizoitika, vakati kwaari: Ishe, totema nemunondo here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaiva naye vakati vachiona zvichaitika, vakati, “Ishe, totema neminondo here?”