Luke 22:53 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaiʋa nemi mutembere mazuʋa ose mukasandiɓata; asi ɀino iŋguʋa yenyu nesimba rerima.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mazuva ose ndakanga ndinemi mutemberi, uye hamuna kundibata. Asi ino ndiyo nguva yenyu, yokutonga kwerima.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pandaiva nemi zuva nezuva muTemberi imi hamuna kundisunga. Ino inguva yenyu nenguva yamasimba erima.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndaiva nemi mutemberi mazuva ose mukasandibata; asi zvino inguva yenyu nesimba rerima.”
Shona 2009?
Ini ndaiva nemwi mutembere mazuva ose, mukasatandavadzira ruvoko kwandiri; asi zvino inguva yenyu, nesimba rerima.
Shona SUB 2002 Bible
Ndaiva nemi mutemberi mazuva ose mukasandibata; asi zvino inguva yenyu nesimba rerima.”