Luke 22:55 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋaʋesa mŋoto pakati poruʋazhe, ʋakagara pasi pamŋe cete, naPetro akagara pakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakati vabatidza moto pakati poruvazhe uye vagara pasi pamwe chete, Petro akagara pakati pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akatevera ari chinhambwe. Pavakakuhwidza moto pakati penhandare vakagara pasi pamwechete, Pita akagarawo pakati pavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vavesa moto pakati poruvazhe, vakagara pasi pamwechete, naPetirosi akagara pakati pavo.
Shona 2009?
Vakati vavesa moto pakati pebiravira, vakagara pasi pamwechete, Petro akagara pasi pakati pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vavesa moto pakati poruvazhe, vakagara pasi pamwechete, naPetirosi akagara pakati pavo.