Luke 22:59 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋa ineŋge seimŋe yakati yapfuʋura, mumŋe ɀe akasimbisa, aciti: Ɀirokwaɀo, uyu wakaŋga anaye ʋo; nokuti muGarirea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kweawa imwe chete mumwezve akauya akati, “Zvirokwazvo munhu uyu akanga anaye, nokuti muGarirea.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumashure mechinhambo chinoita awa imwechete, mumwezve akasimbisisa achiti, “Chokwadi chokwadi munhu uyu anga ainaye nokuti muGarirea.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nguva inenge seimwe yakati yapfuura, mumwezve akasimbisa, achiti, “Zvirokwazvo, uyu akanga anayewo; nokuti muGariria.”
Shona 2009?
Nguva inenge seora rimwe yakati yapfuvura, mumwezve akasimbisa ane chokwadi, achiti: Zvirokwazvo uyu wakanga anayevo; nokuti muGariri.
Shona SUB 2002 Bible
Nguva inenge seimwe yakati yapfuura, mumwezve akasimbisa, achiti, “Zvirokwazvo, uyu akanga anayewo; nokuti muGareriya.”