Luke 22:64 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakafukidzira meso ake, ʋakamubvunza, ʋaciti: Profita kuti ndiani wakuroʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamusunga kumeso vakati, “Profita! Ndiani akurova?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamusunga kumeso vachimubvunza vachiti, “Porofitaka. Ndiani akurova.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakafukidzira meso ake, vakamubvunza, vachiti, “Porofita kuti ndiani akurova.”
Shona 2009?
Vakati vamuvhara kumeso, vakamurova kumeso, vakamubvunza, vachiti: Profita! Ndiani wakurova?
Shona SUB 2002 Bible
Vakafukidzira meso ake, vakamubvunza, vachiti, “Porofita kuti ndiani akurova.”