Luke 22:66 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakati kwaedza, ʋakuru ʋaʋanhu naʋaprista ʋakuru naʋanyori ʋakaʋuŋgana, ʋakamuisa kumakurukota aʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuzoti kwaedza dare ravakuru vavanhu, vose vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, vakasangana pamwe chete, uye Jesu akamiswa pamberi pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwaedza, gungano ravakuru — vakuru vavanhu rakaungana, vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakaenda naye kudare ravo vakati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakati kwaedza, vakuru vavanhu navapristi vakuru navanyori vakaungana, vakamuisa kumakurukota avo,
Shona 2009?
Zvino kwakati kwaedza, vakuru vavanhu navaprista vakuru navanyori vakavungana, vakamuisa kumakurukota avo vachiti:
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakati kwaedza, vakuru vavanhu navapristi vakuru navanyori vakaungana, vakamuisa kumakurukota avo,