Luke 22:67 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti: Kana uri Kristu, utiʋudze. Iye akati kwaʋari: Kana ndikakuʋudzai, hamuŋgatendi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati, “Kana uri Kristu, tiudze.” Jesu akapindura akati, “Kana ndikakuudzai, hamunganditendi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana uriwe Kristu tiudze.” Asi iye akati kwavari, “Kana ndikakuudzai zvangu hamutendi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachiti, “Kana uri Kristu, utiudze.” Iye akati kwavari, “Kana ndikakuudzai, hamungatendi.
Shona 2009?
Kana uri Kristu, tivudze. Akati kwavari: Kana ndikakuvudzai, hamungatendi;
Shona SUB 2002 Bible
vachiti, “Kana uri Kristu, utiudze.” Iye akati kwavari, “Kana ndikakuudzai, hamungatendi.