Luke 22:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino zuʋa reɀiŋgwa ɀisinembiriso rakati raȿika, rakafanira kuɓayirwa paseka naro,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo zuva reZvingwa Zvisina Mbiriso rakasvika, iro raifanira kubayirwa gwayana rePasika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zuva guru reChingwa Chisina mbiriso rakazosvika rayiitwa hwayana yePasika chibayiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zuva rezvingwa zvisina mbiriso rakati rasvika, rakafanira kubayirwa Pasika naro,
Shona 2009?
Zvino zuva rezvingwa zvisinembiriso rakati rasvika, raifanira kubayiwa paseka naro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino zuva rezvingwa zvisina mbiriso rakati rasvika, rakafanira kubayirwa Pasika naro,