Luke 22:70 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋose ʋakati: Uri Mŋanakomana waMŋari kanhi? Akati kwaʋari: Mareʋa kuti ndini iye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vakabvunza vachiti, “Ko, zvino iwe ndiwe Mwanakomana waMwari here?” Iye akapindura akati, “Mareva zvakanaka, zvamati ndini iye.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vakati, “Saka uri Mwana waMwari nhai?” Iye akati kwavari, “Inga imi matozvireva wani. Kuti ndini iye”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vose vakati, “Uri Mwanakomana waMwari kanhi?” Akati kwavari, “Mareva kuti ndini iye.”
Shona 2009?
Ipapo vose vakati: Saka uri Mwanakomana waMwari kanhi? Iye akati kwavari: Mareva kuti ndini iye.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vose vakati, “Uri Mwanakomana waMwari kanhi?” Akati kwavari, “Mareva kuti ndini iye.”