Luke 22:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kwaari: Munoɗa kuti tigadzirirepiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati, “Munoda kuti tikugadzirirei kupiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati kwaari, “Munoda kuti tindoigadzirira kupi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kwaari, “Munoda kuti tigadzirirepiko?”
Shona 2009?
Zvino vakati kwaari: Munoda kuti tigadzirirepiko?
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kwaari, “Munoda kuti tigadzirirepiko?”