Luke 23:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kunyaŋge naHerode ʋo; nokuti wamudzosera kwatiri; tarirai, hakunecinhu cakaitwa naye, cakafanira rufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange naHerodhi, nokuti amudzosa kwatiri; sezvamunoona, haana kuita chinhu chingafanira kutongerwa rufu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kunyangewo Herodhi nokuti amudzorera kwatiri. Tarisai muone kuti hapana chaakaita chinokodzera rufu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kunyange naHerodhiwo; nokuti wamudzosera kwatiri; tarirai, hakuna chinhu chakaitwa naye, chakafanira rufu.
Shona 2009?
kwete, kunyange naHerodhevo; nokuti ndinokutumaizve kwaari; zvino tarirai, hapana chakafanira rufu chakaitwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
kunyangwe naHerodhiwo; nokuti wamudzosera kwatiri; tarirai, hakuna chinhu chakaitwa naye, chakafanira rufu.