Luke 23:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakataŋga kumupomera mhoȿa, ʋaciti: Takawana munhu uyu acitsausa rudzi rweɗu, aci ʋa dziʋisa kuti ʋarege kuʋigira Kesari mutero; ʋuye aciɀiidza Kristu Mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vakatanga kumupomera mhosva, vachiti, “Takawana munhu uyu achitsausa rudzi rwedu. Haabvumirani nokuripa mutero kuna Kesari uye anozviti ndiye Kristu, mambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatanga kumupa mhosva vachiti, “Takawana munhu uyu achipandutsa rudzi rwedu achitirambidza kubvisa mutero kuna Siza achizviti iye pachake ndiKristu mambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatanga kumupomera mhosva, vachiti, “Takawana munhu uyu achitsausa rudzi rwedu, achivadzivisa kuti varege kuvigira Kesari kuterera; uye achizviti ndini Kristu Mambo.”
Shona 2009?
Zvino vakatanga kumupomera mhosva, vachiti: Takawana uyu achitsausa rudzi, achidzivisa kupa mutera kuna Kesari; achiti iye pachake ndiKristu Mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakatanga kumupomera mhosva, vachiti, “Takawana munhu uyu achitsausa rudzi rwedu, achivadzivisa kuti varege kuvigira Kesari kuterera; uye achizviti ndini Kristu Mambo.”