Luke 23:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe akapindura, akamuraira, aciti: Hautyi kunyaŋge naMŋari kanhi, ɀauri pakutoŋgwa kumŋe naye?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi imwe mbavha yakamutsiura ikati, “Hautyi Mwari here iwe, sezvo uri pakutongwa kumwe cheteko?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mumwe uya akamutsiura achiti, “Hautyi Mwari here? Inga une chirango chimwechetecho naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe akapindura, akamurayira, achiti, “Hautyi kunyange naMwari kanhi, zvauri pakutongwa kamwe naye?
Shona 2009?
Mumwe akapindura, akamutsiura, achiti: Iwe hautyi kunyange naMwari kanhi, zvauri pakutongwa kumwe?
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe akapindura, akamurayira, achiti, “Hautyi kunyangwe naMwari kanhi, zvauri pakutongwa kamwe naye?