Luke 23:48 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋazhinji ʋose ʋakaŋga ʋakaʋuŋgana kuzoʋona iɀoɀo, ʋakati ʋaʋona ɀaitwa, ʋakadzoka ʋaciroʋa ɀifuʋa ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose vakanga vakaungana kuzopupura chiitiko ichi, vakaona zvakanga zvaitika, vakazvirova zvipfuva zvavo uye vakadzokera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gurumwandira rose ravanhu vakanga vaungana kuzoona zvaiitika, pavakaona zvakanga zvaitika, vakadzokera vangogumbata maoko nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vazhinji vose vakanga vakaungana kuzoona izvozvo, vakati vaona zvaitwa, vakadzoka vachirova zvipfuva zvavo.
Shona 2009?
Vazhinji vose vakanga vakavungana kuzovona izvozvo, vakati vachivona zvakaitika, vakadzoka vachirova zvifuva zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
Vazhinji vose vakanga vakaungana kuzoona izvozvo, vakati vaona zvaitwa, vakadzoka vachirova zvipfuva zvavo.